(Lyrics) Jah Prayzah – Dangerous

Jah Prayzah Dangerous Lyrics
Jah Prayzah Dangerous Lyrics

Jah Prayzah Dangerous Lyrics: Here are the full song lyrics for the Amapiano track “Dangerous” done by Jah Prayzah.

GET AUDIO HERE

Jah Prayzah Dangerous Lyrics

Ah
Dangerous ndeke kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi
Dangerous ndeke kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi
Ngati bounce ti bounce
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya baya
Ngati bounce ti bounce
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya baya
Ngati rare kunze
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya baya
Ngati bounce ti bounce
Bata musana tenderera ita kujunga
Baya baya
Ramba uchikakata
Famba chisikana
Kudubura poto
Poto kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata
Hwehwe
Kudubura poto
Poto kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata
Famba chikomana
Kudubura poto
Poto kukokota hwehwe
Ramba uchikakata
Famba chisikana
Kudubura poto
Poto kukokota
Toita madiro shasha
Dariro rine vene varo shasha
Hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo
Totura mutoro famba
Kanganwa nhamo mudiwa famba
Hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo
Zvinoita zvega so
Kana ini ndazvitanga zvangu
Hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo
Silent Killer paJoza!
Bata hokoyo hokoyo ah
Koyo hokoyo hokoyo
Isa chi barricade
Vharira suspect
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Ndoita chi mad mad
Zvisina discord
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Ndipe ka suitcase
Kane magirinedhi
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Eh vhara gedhi
Vhara gedhi
Ramba uchikakata
Famba chisikana
Kudubura poto
Poto kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata hwehwe
Kudubura poto
Poto kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata
Famba chikomana
Kudubura poto
Poto kukokota hwehwe
Ramba uchikakata
Famba chisikana
Kudubura poto
Poto kukokota maiwe
Chukuchu chukuchu kukuchukudza
Kana ndakunakidza chipururudza
Ndibate panodzimba usandirega
Vanoringa zvinovashungurudza
Kiya eiye chukucha (kiya)
Wakadengezera (chukucha)
Ndichazokutengera (chukucha)
Kaya kaunodisa (chukucha)
Wakadengezera (chukucha)
Tarisa varume (chukucha)
Vari kungonongedzera (chukucha)
(Kiya) eiye chukucha (kiya)
Wakadengezera (chukucha)
Tarisa varume (chukucha)
Mafuta awandizorera (woye ane dikita)
Waita kabheriya (shiringinginya waichukucha)
Ambi kuzorera (woye ane dikita)
Mwana andigonera (shiringinya waichukucha)
Ramba uchikakata
Famba chisikana
Kudubura poto
Poto kukokota ndini ndakusarudza
Ramba uchikakata hwehwe
Kudubura poto
Poto kukokota
Dangerous ndeke kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi
Dangerous ndeke kwaMzilikazi
Dangerous aka kanodhonza bhazi
Ibva munzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)
Nekuti tagadzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)
Buda munzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)
Tamuka achigadzira (bhomba)
Kangoma kakonzera (hondo)

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*